A A A A A

Zvivi: [Ruchiva]


Ekisodho 20:14
Usaita ʋupombge.

Mapisarema 101:3
Handiŋgaʋaʋariri cinhu cakaipa; Ndinoʋeŋga ɀinoitwa naʋanotsauka; Haɀiŋgandinamatiri.

Mateu 5:28
Asi ini ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unotarira mukadzi acimuciʋa, watoita ʋupombge naye mumŋoyo make.

1 VaKorinte 6:13
Ɀokudya ndeɀeɗumbu, neɗumbu ndereɀokudya; asi Mŋari ucaparadza iro naiɀo, ɀose. Asi muʋiri hauzi woʋupombge, asi ndowaShe; naShe ndowomuʋiri;

2 Timoti 2:22
Asi tiza kuciʋa kwoʋujaya, uʋiŋge kururama, nokutenda, noruɗo, norugare, pamŋe cete naʋanoɗana kunaShe nomŋoyo wakacena.

1 Johani 2:16
Nokuti ɀose ɀiri munyika, ɀinoti, kuciʋa kwenyama, nokuciʋa kwameso, nokuɀikudza kwoʋupenyu, haɀibvi kunaƂaɓa, asi panyika.

Zvirevo 6:25
Usaciʋa kunaka kwake mumŋoyo mako; Arege kukuɓata namafuŋgiro ameso ake.

VaGaratiya 5:16
Ɀino ndinoti: Fambai noMŋeya, ipapo hamuŋgaiti kuciʋa kwenyama.

VaRoma 8:6
Nokuti kufuŋga kwenyama ndirwo rufu; asi kufuŋga kwomŋeya ndibgo ʋupenyu norugare;

James ١:١٤-١٥
[١٤] Asi munhu mumŋe nomumŋe unoidzwa kana acikwebga nokuciʋa kwake acinyeŋgerwa.[١٥] Ɀino kuciʋa, kana kwarema, kunoɀara ɀiʋi; neɀiʋi, kana ɀakura, ɀinoɓereka rufu.

Shona Bible 1949
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018