A A A A A
Mateu 1
1
Bhuku renhoroondo yamadzinza aJesu Kristu, Mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahamu.
2
Abhurahamu wakabereka Isaka, Isaka akabereka Jakobho; Jakobho akabereka Judha navana vamai vake,
3
Judha akabereka Faresi naZara kunaTamari; Faresi akabereka Esiromi; Esiromi akabereka Arami;
Shona Bible 2009

1
Uyu ndiwo mudungwe wamazita amadzitateguru aJesu Kristu Mwanakomana waDhavhidhi mwanakomana waAbhurahamu.
2
Abhurahamu akabereka Isaki; Isaki akaberekawo Jakobho; Jakobho ndokuberekawo Judha; navanun'una vake.
3
Judha akabereka Faresi naZera; akavabereka naTamari. Faresi akabereka Esiromu; Esiromu akaberekawo Aramu
Shona Bible SCLB

1
Iyi ndiyo nhoroondo yamadzitateguru aJesu Kristu mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahama:
2
Abhurahama aiva baba vaIsaka, Isaka baba vaJakobho, Jakhobho baba vaJudha namadzikoma ake, navanun'una vake,
3
Judha baba vaPerezi naZera, mai vake vaiva Tamari, Perezi baba vaHezironi, Hezironi baba vaRamu,
Shona Bible (BDSC) 2005

1
Mazita amadziteteguru aJesu Kristu, mŋanakomana waDavidi, mŋanakomana waAbrahama:
2
Abrahama wakaɓereka Isaka; Isaka akaɓereka Jakobo; Jakobo akaɓereka Juda naʋanuŋuna ʋake;
3
Juda akaɓereka Faresi naZara kumukadzi wake Tamari; Faresi akaɓereka Esromi; Esromi akaɓereka Arami;
Shona Bible 1949